The Quran in Shona - Surah Falaq translated into Shona, Surah Al-Falaq in Shona. We provide accurate translation of Surah Falaq in Shona - الشونا, Verses 5 - Surah Number 113 - Page 604.
قُلْ أَعُوذُ بِرَبِّ الْفَلَقِ (1) Iti: “Ndinotsvaga chengetedzo muna (Allah), Tenzi vekubuda kwezuva (mangwanani) |
مِن شَرِّ مَا خَلَقَ (2) Kubva kune zvakaipa zvavakasika |
وَمِن شَرِّ غَاسِقٍ إِذَا وَقَبَ (3) Uye kubva kune zvakaipa zverima (usiku kana hwauya nerima) |
وَمِن شَرِّ النَّفَّاثَاتِ فِي الْعُقَدِ (4) Uye kubva mune zvakaipa zveavo vanoita huroi kana vachifuridza chishwe (funda) |
وَمِن شَرِّ حَاسِدٍ إِذَا حَسَدَ (5) Uye kubva kune zvakaipa zveuyo ane shanje kana achiita shanje.” |