The Quran in Shona - Surah Quraysh translated into Shona, Surah Quraysh in Shona. We provide accurate translation of Surah Quraysh in Shona - الشونا, Verses 4 - Surah Number 106 - Page 602.
لِإِيلَافِ قُرَيْشٍ (1) (Mufaro mukuru kubva kuna Allah) nechengetedzo kumaQuraish |
إِيلَافِهِمْ رِحْلَةَ الشِّتَاءِ وَالصَّيْفِ (2) Kuchengetedzwa kwavo pakufamba (vachienda kunotengesa) munguva yechando nenguva yekupisa |
فَلْيَعْبُدُوا رَبَّ هَٰذَا الْبَيْتِ (3) Naizvozvo, ngavanamate (Allah) Tenzi ve imba iyi (Ka’bah ku Makkah) |
الَّذِي أَطْعَمَهُم مِّن جُوعٍ وَآمَنَهُم مِّنْ خَوْفٍ (4) Avo vanovapa chikafu kubva munzara, uye vanovachengetedza kubva mukutya |