The Quran in Shona - Surah Al Fil translated into Shona, Surah Al-Fil in Shona. We provide accurate translation of Surah Al Fil in Shona - الشونا, Verses 5 - Surah Number 105 - Page 601.
أَلَمْ تَرَ كَيْفَ فَعَلَ رَبُّكَ بِأَصْحَابِ الْفِيلِ (1) Hauna kuona (Iwe Muhammad (SAW)) here zvakaitwa naTenzi vako kuvaridzi venzou? (Mauto ane nzou akabva kuYemen achitungamirirwa na Abrahah Al-Ashram vane chinangwa chekuparadza Ka’bah kuMakkah) |
أَلَمْ يَجْعَلْ كَيْدَهُمْ فِي تَضْلِيلٍ (2) Havana kuita here kuti hurongwa hwavo hurasike (hushaye basa) |
وَأَرْسَلَ عَلَيْهِمْ طَيْرًا أَبَابِيلَ (3) Uye vakavatumira shiri muzvikwata |
تَرْمِيهِم بِحِجَارَةٍ مِّن سِجِّيلٍ (4) Dzichivatema nematombo akaumbirwa (Sijjeel) |
فَجَعَلَهُمْ كَعَصْفٍ مَّأْكُولٍ (5) Uye vakavaita sokunge munda (usina chunhu) wakadyiwa (nemombe) |