The Quran in Shona - Surah Nasr translated into Shona, Surah An-Nasr in Shona. We provide accurate translation of Surah Nasr in Shona - الشونا, Verses 3 - Surah Number 110 - Page 603.
إِذَا جَاءَ نَصْرُ اللَّهِ وَالْفَتْحُ (1) Kana rubatsiro rwaAllah rwauya nekukunda |
وَرَأَيْتَ النَّاسَ يَدْخُلُونَ فِي دِينِ اللَّهِ أَفْوَاجًا (2) Uye kana ukaona vanhu vachipinda vakawanda muchitendero chaAllah (Islaam) |
فَسَبِّحْ بِحَمْدِ رَبِّكَ وَاسْتَغْفِرْهُ ۚ إِنَّهُ كَانَ تَوَّابًا (3) Nokudaro kudza kurumbidzwa kwaTenzi vako, uye vakumbire ruregerero.Zvirokwazvo ndivo vanoregerera |