The Quran in Shona - Surah Masad translated into Shona, Surah Al-Masad in Shona. We provide accurate translation of Surah Masad in Shona - الشونا, Verses 5 - Surah Number 111 - Page 603.
تَبَّتْ يَدَا أَبِي لَهَبٍ وَتَبَّ (1) Ngaaparadzwe maoko aAbu Lahab uye ngaaparadzwe |
مَا أَغْنَىٰ عَنْهُ مَالُهُ وَمَا كَسَبَ (2) Upfumi hwake nevana vake hazvisi kana kuzomubetsera |
سَيَصْلَىٰ نَارًا ذَاتَ لَهَبٍ (3) Achapiswa mumoto uye une viriri rinobvira |
وَامْرَأَتُهُ حَمَّالَةَ الْحَطَبِ (4) Uye mukadzi wake achange akatakura huni |
فِي جِيدِهَا حَبْلٌ مِّن مَّسَدٍ (5) Muhuro make muchange muine tambo yemadheti yakakoswa yegavi nemurara |