×

Surah Al-Munafiqun in Shona

Quran Shona ⮕ Surah Munafiqun

Translation of the Meanings of Surah Munafiqun in Shona - الشونا

The Quran in Shona - Surah Munafiqun translated into Shona, Surah Al-Munafiqun in Shona. We provide accurate translation of Surah Munafiqun in Shona - الشونا, Verses 11 - Surah Number 63 - Page 554.

بسم الله الرحمن الرحيم

إِذَا جَاءَكَ الْمُنَافِقُونَ قَالُوا نَشْهَدُ إِنَّكَ لَرَسُولُ اللَّهِ ۗ وَاللَّهُ يَعْلَمُ إِنَّكَ لَرَسُولُهُ وَاللَّهُ يَشْهَدُ إِنَّ الْمُنَافِقِينَ لَكَاذِبُونَ (1)
Kana vanyengedzi vakauya kwauri (Muhammad (SAW)) vanoti: “Tinopa uchapupu kuti zvirokwazvo uri mutumwa waAllah.” Uye Allah vanoziva kuti iwe uri mutumwa wavo, uye Allah vanopupura kuti zvirokwazvo vanyengedzi vanyepi
اتَّخَذُوا أَيْمَانَهُمْ جُنَّةً فَصَدُّوا عَن سَبِيلِ اللَّهِ ۚ إِنَّهُمْ سَاءَ مَا كَانُوا يَعْمَلُونَ (2)
Kupika kwavo vakakuita dziti. Naizvozvo ivo vanodzivisa (vanhu) munzira yaAllah. Zvirokwazvo, zvavaiita ndizvo zvakashata
ذَٰلِكَ بِأَنَّهُمْ آمَنُوا ثُمَّ كَفَرُوا فَطُبِعَ عَلَىٰ قُلُوبِهِمْ فَهُمْ لَا يَفْقَهُونَ (3)
Nokuda kwekuti vakatenda ndokubva varega kutenda; naizvozvo moyo yavo yakavharwa, saka havanzwisisi
۞ وَإِذَا رَأَيْتَهُمْ تُعْجِبُكَ أَجْسَامُهُمْ ۖ وَإِن يَقُولُوا تَسْمَعْ لِقَوْلِهِمْ ۖ كَأَنَّهُمْ خُشُبٌ مُّسَنَّدَةٌ ۖ يَحْسَبُونَ كُلَّ صَيْحَةٍ عَلَيْهِمْ ۚ هُمُ الْعَدُوُّ فَاحْذَرْهُمْ ۚ قَاتَلَهُمُ اللَّهُ ۖ أَنَّىٰ يُؤْفَكُونَ (4)
Uye kana wakavatarisa, miviri yavo inokufadza; uye kana vakataura, unoteerera mashoko avo. Vakaita sokunge matanda akarongedzwa. Vanofunga kuti kuchema kwese kwakanangana naivo. Ndivo vavengi, saka vachenjerere. Dai Allah vakavashora! Sei vachiramba (vachisiya) nzira yakanaka
وَإِذَا قِيلَ لَهُمْ تَعَالَوْا يَسْتَغْفِرْ لَكُمْ رَسُولُ اللَّهِ لَوَّوْا رُءُوسَهُمْ وَرَأَيْتَهُمْ يَصُدُّونَ وَهُم مُّسْتَكْبِرُونَ (5)
Uye kana zvikanzi kwavari: “Huyai, kuitira kuti mutumwa waAllah agokukumbirirai ruregerero kuna Allah,” vanotendeudza misoro yavo, uyezve uchavaona vachitendeudza zviso zvavo apo ivo vachizvitutumadza
سَوَاءٌ عَلَيْهِمْ أَسْتَغْفَرْتَ لَهُمْ أَمْ لَمْ تَسْتَغْفِرْ لَهُمْ لَن يَغْفِرَ اللَّهُ لَهُمْ ۚ إِنَّ اللَّهَ لَا يَهْدِي الْقَوْمَ الْفَاسِقِينَ (6)
Zvakangofanana kwavari kunyangwe (iwe Muhammad (SAW)) ukavakumbirira ruregerero kana kusavakumbirira ruregerero, Allah havambovaregereri. Zvirokwazvo, Allah havatungamiriri vanhu vasingateereri (vanotadza)
هُمُ الَّذِينَ يَقُولُونَ لَا تُنفِقُوا عَلَىٰ مَنْ عِندَ رَسُولِ اللَّهِ حَتَّىٰ يَنفَضُّوا ۗ وَلِلَّهِ خَزَائِنُ السَّمَاوَاتِ وَالْأَرْضِ وَلَٰكِنَّ الْمُنَافِقِينَ لَا يَفْقَهُونَ (7)
Ndivo avo vanoti: “Musabetsere (nekuvapa zvipo) avo vane mutumwa waAllah (SAW) kusvikira vamusiya.” Uye kuna Allah ndiko kune hupfumi hwematenga nepanyika, asi vanyengedzi havanzwisisi
يَقُولُونَ لَئِن رَّجَعْنَا إِلَى الْمَدِينَةِ لَيُخْرِجَنَّ الْأَعَزُّ مِنْهَا الْأَذَلَّ ۚ وَلِلَّهِ الْعِزَّةُ وَلِرَسُولِهِ وَلِلْمُؤْمِنِينَ وَلَٰكِنَّ الْمُنَافِقِينَ لَا يَعْلَمُونَ (8)
Vanoti (vanyengedzi): “Kana tikadzokera kuMadinah, zvirokwazvo anoremekedzeka (Abdullah Ibn Ubayy Ibn Salool, mutungamiri wevanyengedzi kuMadinah) achadzinga munhu wepasi (Muhammad (SAW)).” Asi ruremekedzo nderwaAllah nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)), uye nekuvatendi, asi vanyengedzi havazvizivi
يَا أَيُّهَا الَّذِينَ آمَنُوا لَا تُلْهِكُمْ أَمْوَالُكُمْ وَلَا أَوْلَادُكُمْ عَن ذِكْرِ اللَّهِ ۚ وَمَن يَفْعَلْ ذَٰلِكَ فَأُولَٰئِكَ هُمُ الْخَاسِرُونَ (9)
Imi vanotenda! Musasiye hupfumi hwenyu nevana venyu zvichikutendeudzai kubva munzira yekurangarira Allah. Uye uyo anoita izvozvo, zvino ndivo vakarasikirwa
وَأَنفِقُوا مِن مَّا رَزَقْنَاكُم مِّن قَبْلِ أَن يَأْتِيَ أَحَدَكُمُ الْمَوْتُ فَيَقُولَ رَبِّ لَوْلَا أَخَّرْتَنِي إِلَىٰ أَجَلٍ قَرِيبٍ فَأَصَّدَّقَ وَأَكُن مِّنَ الصَّالِحِينَ (10)
Uye shandisai (kupa zvipo) kubva mune izvo zvatakakupai rufu rwusati rwasvikira umwe wenyu, kuti azoti: “Tenzi wangu! Dai mandipa mukana, kwekanguva kadiki, kuti ndipe Swadaqah (chipo) uye ndive uyo weavo vanoita zvakanaka (Hajj nemamwe mabasa akanaka)
وَلَن يُؤَخِّرَ اللَّهُ نَفْسًا إِذَا جَاءَ أَجَلُهَا ۚ وَاللَّهُ خَبِيرٌ بِمَا تَعْمَلُونَ (11)
Uye Allah havambopi mukana wekanguva kune munhu kana nguva yake (yekufa) yakwana. Uye Allah vanoziva zvose zvamunoita
❮ Previous Next ❯

Surahs from Quran :

1- Fatiha2- Baqarah
3- Al Imran4- Nisa
5- Maidah6- Anam
7- Araf8- Anfal
9- Tawbah10- Yunus
11- Hud12- Yusuf
13- Raad14- Ibrahim
15- Hijr16- Nahl
17- Al Isra18- Kahf
19- Maryam20- TaHa
21- Anbiya22- Hajj
23- Muminun24- An Nur
25- Furqan26- Shuara
27- Naml28- Qasas
29- Ankabut30- Rum
31- Luqman32- Sajdah
33- Ahzab34- Saba
35- Fatir36- Yasin
37- Assaaffat38- Sad
39- Zumar40- Ghafir
41- Fussilat42- shura
43- Zukhruf44- Ad Dukhaan
45- Jathiyah46- Ahqaf
47- Muhammad48- Al Fath
49- Hujurat50- Qaf
51- zariyat52- Tur
53- Najm54- Al Qamar
55- Rahman56- Waqiah
57- Hadid58- Mujadilah
59- Al Hashr60- Mumtahina
61- Saff62- Jumuah
63- Munafiqun64- Taghabun
65- Talaq66- Tahrim
67- Mulk68- Qalam
69- Al-Haqqah70- Maarij
71- Nuh72- Jinn
73- Muzammil74- Muddathir
75- Qiyamah76- Insan
77- Mursalat78- An Naba
79- Naziat80- Abasa
81- Takwir82- Infitar
83- Mutaffifin84- Inshiqaq
85- Buruj86- Tariq
87- Al Ala88- Ghashiya
89- Fajr90- Al Balad
91- Shams92- Lail
93- Duha94- Sharh
95- Tin96- Al Alaq
97- Qadr98- Bayyinah
99- Zalzalah100- Adiyat
101- Qariah102- Takathur
103- Al Asr104- Humazah
105- Al Fil106- Quraysh
107- Maun108- Kawthar
109- Kafirun110- Nasr
111- Masad112- Ikhlas
113- Falaq114- An Nas