The Quran in Shona - Surah Tin translated into Shona, Surah At-Tin in Shona. We provide accurate translation of Surah Tin in Shona - الشونا, Verses 8 - Surah Number 95 - Page 597.

| بِّسْمِ اللَّهِ الرَّحْمَٰنِ الرَّحِيمِ وَالتِّينِ وَالزَّيْتُونِ (1) (Ndinopika) nemuonde, uye nemu orivhi  | 
| وَطُورِ سِينِينَ (2) Negomo reSinai  | 
| وَهَٰذَا الْبَلَدِ الْأَمِينِ (3) Neguta iri (Makkah) rakachengetedzeka  | 
| لَقَدْ خَلَقْنَا الْإِنسَانَ فِي أَحْسَنِ تَقْوِيمٍ (4) Zvirokwazvo, takasika munhu ane chimiro chakanaka  | 
| ثُمَّ رَدَدْنَاهُ أَسْفَلَ سَافِلِينَ (5) Ndokubva tamudzikisira kusvika pakupedzisira  | 
| إِلَّا الَّذِينَ آمَنُوا وَعَمِلُوا الصَّالِحَاتِ فَلَهُمْ أَجْرٌ غَيْرُ مَمْنُونٍ (6) Kusara kweavo vanotenda (muIslaam) uye vachiita mabasa akanaka. Vachawana mubairo usingaperi (Paradhiso)  | 
| فَمَا يُكَذِّبُكَ بَعْدُ بِالدِّينِ (7) Nokudaro chii chinoita (iwe asingatendi) kuti urambe zuva rekutongwa  | 
| أَلَيْسَ اللَّهُ بِأَحْكَمِ الْحَاكِمِينَ (8) Havasi here Allah mutongi vanoziva pamusoro pevatongi vose  |