القرآن باللغة الشونا - سورة التين مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Tin in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة التين باللغة الشونا - Shona, الآيات 8 - رقم السورة 95 - الصفحة 597.
بِّسْمِ اللَّهِ الرَّحْمَٰنِ الرَّحِيمِ وَالتِّينِ وَالزَّيْتُونِ (1) (Ndinopika) nemuonde, uye nemu orivhi |
وَطُورِ سِينِينَ (2) Negomo reSinai |
وَهَٰذَا الْبَلَدِ الْأَمِينِ (3) Neguta iri (Makkah) rakachengetedzeka |
لَقَدْ خَلَقْنَا الْإِنسَانَ فِي أَحْسَنِ تَقْوِيمٍ (4) Zvirokwazvo, takasika munhu ane chimiro chakanaka |
ثُمَّ رَدَدْنَاهُ أَسْفَلَ سَافِلِينَ (5) Ndokubva tamudzikisira kusvika pakupedzisira |
إِلَّا الَّذِينَ آمَنُوا وَعَمِلُوا الصَّالِحَاتِ فَلَهُمْ أَجْرٌ غَيْرُ مَمْنُونٍ (6) Kusara kweavo vanotenda (muIslaam) uye vachiita mabasa akanaka. Vachawana mubairo usingaperi (Paradhiso) |
فَمَا يُكَذِّبُكَ بَعْدُ بِالدِّينِ (7) Nokudaro chii chinoita (iwe asingatendi) kuti urambe zuva rekutongwa |
أَلَيْسَ اللَّهُ بِأَحْكَمِ الْحَاكِمِينَ (8) Havasi here Allah mutongi vanoziva pamusoro pevatongi vose |