The Quran in Shona - Surah Humazah translated into Shona, Surah Al-Humazah in Shona. We provide accurate translation of Surah Humazah in Shona - الشونا, Verses 9 - Surah Number 104 - Page 601.

| وَيْلٌ لِّكُلِّ هُمَزَةٍ لُّمَزَةٍ (1) Matambudziko kune wese anonyepera vamwe uye anonyeya |
| الَّذِي جَمَعَ مَالًا وَعَدَّدَهُ (2) Uyo akaunganidza hupfumi uye akahuverenga |
| يَحْسَبُ أَنَّ مَالَهُ أَخْلَدَهُ (3) Anofunga kuti hupfumi hwake huchamuita kuti agare nokusingaperi |
| كَلَّا ۖ لَيُنبَذَنَّ فِي الْحُطَمَةِ (4) Kwete! Achakandwa mumoto unoparadza |
| وَمَا أَدْرَاكَ مَا الْحُطَمَةُ (5) Uye chii chichaita kuti uzive kuiti moto unoparadza chii |
| نَارُ اللَّهِ الْمُوقَدَةُ (6) Moto waAllah wakatungidzwa |
| الَّتِي تَطَّلِعُ عَلَى الْأَفْئِدَةِ (7) Uyo unopisa pamusoro pemoyo |
| إِنَّهَا عَلَيْهِم مُّؤْصَدَةٌ (8) Zvirokwazvo, uchavharwa pamusoro pavo |
| فِي عَمَدٍ مُّمَدَّدَةٍ (9) Mumitsigo yakatambanudzwa (kuti vacharangwa mumoto une mitsigo) |