×

Surah Al-Burooj in Shona

Quran Shona ⮕ Surah Buruj

Translation of the Meanings of Surah Buruj in Shona - الشونا

The Quran in Shona - Surah Buruj translated into Shona, Surah Al-Burooj in Shona. We provide accurate translation of Surah Buruj in Shona - الشونا, Verses 22 - Surah Number 85 - Page 590.

بسم الله الرحمن الرحيم

وَالسَّمَاءِ ذَاتِ الْبُرُوجِ (1)
(Ndinopika) nedenga rakabata nyenyedzi dzihombe
وَالْيَوْمِ الْمَوْعُودِ (2)
Uye nezuva rakatsidzwa (zuva rekutongwa)
وَشَاهِدٍ وَمَشْهُودٍ (3)
Uye nechinopupura (zuva rechishanu) uye chinopupurirwa (musi weArafah mumwedzi we Dhul- Hijjah)
قُتِلَ أَصْحَابُ الْأُخْدُودِ (4)
Vakatukwa (vakarengerwa) vanhu veAl-Ukhdood (Gomba) (Panyaya yemukomana na mambo)
النَّارِ ذَاتِ الْوَقُودِ (5)
(Vanhu) vemoto wakakuchidzirwa nebvavi (mafuta)
إِذْ هُمْ عَلَيْهَا قُعُودٌ (6)
Apo pavakagara pawaiva uri (moto)
وَهُمْ عَلَىٰ مَا يَفْعَلُونَ بِالْمُؤْمِنِينَ شُهُودٌ (7)
Uye vakapupura izvo zvavaiita vakanangana nevatendi (kuvapisa)
وَمَا نَقَمُوا مِنْهُمْ إِلَّا أَن يُؤْمِنُوا بِاللَّهِ الْعَزِيزِ الْحَمِيدِ (8)
Uye vakange vasina mhosva kusara kwekuti vakatenda muna Allah, mukuru wazvose, vane kurumbidzwa kwose
الَّذِي لَهُ مُلْكُ السَّمَاوَاتِ وَالْأَرْضِ ۚ وَاللَّهُ عَلَىٰ كُلِّ شَيْءٍ شَهِيدٌ (9)
Avo vane humambo hwekudenga nepasi! Uye Allah mupupuri wezvose
إِنَّ الَّذِينَ فَتَنُوا الْمُؤْمِنِينَ وَالْمُؤْمِنَاتِ ثُمَّ لَمْ يَتُوبُوا فَلَهُمْ عَذَابُ جَهَنَّمَ وَلَهُمْ عَذَابُ الْحَرِيقِ (10)
Zvirokwazvo, avo vanoedza vanhurume nevanhukadzi vanotenda (nokuvarwadzisa nekuvapisa), uye voregerera kukumbira ruregerero (kuna Allah), vachave nemutongo weGehena, uye vachave nomutongo wemoto unopisa
إِنَّ الَّذِينَ آمَنُوا وَعَمِلُوا الصَّالِحَاتِ لَهُمْ جَنَّاتٌ تَجْرِي مِن تَحْتِهَا الْأَنْهَارُ ۚ ذَٰلِكَ الْفَوْزُ الْكَبِيرُ (11)
Zvirokwazvo, avo vanotenda nokuita mabasa akanaka, vachave neminda iyo nzizi dzichange dzichierera muzasi mayo (Paradhiso). Uku ndiko kubudirira kukuru
إِنَّ بَطْشَ رَبِّكَ لَشَدِيدٌ (12)
Zvirokwazvo, (Iwe Muhammad (SAW)) mutongo waTenzi vako wakaomarara
إِنَّهُ هُوَ يُبْدِئُ وَيُعِيدُ (13)
Zvirokwazvo, ndivo vanotanga (mutongo) uye vanodzokorora (mutongo pazuva rekutongwa). (Kana kuti ndivo vanotanga kusika zvinhu zvese, uye vachadzokorora kusika pazuva rekutongwa)
وَهُوَ الْغَفُورُ الْوَدُودُ (14)
Uye ndivo muregereri, vane rudo rwose (kune vatsvene vanotenda muIslaam)
ذُو الْعَرْشِ الْمَجِيدُ (15)
Muridzi wechigaro chehumambo, murumbidzwi
فَعَّالٌ لِّمَا يُرِيدُ (16)
Muiti wechose chavada
هَلْ أَتَاكَ حَدِيثُ الْجُنُودِ (17)
Yakasvika here kwauri nyaya yemauto
فِرْعَوْنَ وَثَمُودَ (18)
A Farawo uye nemaThamood
بَلِ الَّذِينَ كَفَرُوا فِي تَكْذِيبٍ (19)
Asi, avo vasingatendi vakashingirira mukuramba (Muhammad (SAW) neshoko rake reIslaam
وَاللَّهُ مِن وَرَائِهِم مُّحِيطٌ (20)
Uye Allah vanovakomberedza kubva kumashure kwavo (Allah vanoziva mabasa avo ese uye vachavapa mubhadharo wavo)
بَلْ هُوَ قُرْآنٌ مَّجِيدٌ (21)
Asi iri iQur’aan rinorumbidzwa
فِي لَوْحٍ مَّحْفُوظٍ (22)
(Rakanyorwa) Mugwaro rakachengetedzwa (Al-Lauh Al-Mahfoodh)
❮ Previous Next ❯

Surahs from Quran :

1- Fatiha2- Baqarah
3- Al Imran4- Nisa
5- Maidah6- Anam
7- Araf8- Anfal
9- Tawbah10- Yunus
11- Hud12- Yusuf
13- Raad14- Ibrahim
15- Hijr16- Nahl
17- Al Isra18- Kahf
19- Maryam20- TaHa
21- Anbiya22- Hajj
23- Muminun24- An Nur
25- Furqan26- Shuara
27- Naml28- Qasas
29- Ankabut30- Rum
31- Luqman32- Sajdah
33- Ahzab34- Saba
35- Fatir36- Yasin
37- Assaaffat38- Sad
39- Zumar40- Ghafir
41- Fussilat42- shura
43- Zukhruf44- Ad Dukhaan
45- Jathiyah46- Ahqaf
47- Muhammad48- Al Fath
49- Hujurat50- Qaf
51- zariyat52- Tur
53- Najm54- Al Qamar
55- Rahman56- Waqiah
57- Hadid58- Mujadilah
59- Al Hashr60- Mumtahina
61- Saff62- Jumuah
63- Munafiqun64- Taghabun
65- Talaq66- Tahrim
67- Mulk68- Qalam
69- Al-Haqqah70- Maarij
71- Nuh72- Jinn
73- Muzammil74- Muddathir
75- Qiyamah76- Insan
77- Mursalat78- An Naba
79- Naziat80- Abasa
81- Takwir82- Infitar
83- Mutaffifin84- Inshiqaq
85- Buruj86- Tariq
87- Al Ala88- Ghashiya
89- Fajr90- Al Balad
91- Shams92- Lail
93- Duha94- Sharh
95- Tin96- Al Alaq
97- Qadr98- Bayyinah
99- Zalzalah100- Adiyat
101- Qariah102- Takathur
103- Al Asr104- Humazah
105- Al Fil106- Quraysh
107- Maun108- Kawthar
109- Kafirun110- Nasr
111- Masad112- Ikhlas
113- Falaq114- An Nas