The Quran in Shona - Surah Al Asr translated into Shona, Surah Al-Asr in Shona. We provide accurate translation of Surah Al Asr in Shona - الشونا, Verses 3 - Surah Number 103 - Page 601.
وَالْعَصْرِ (1) (Ndinopika) nenguva |
إِنَّ الْإِنسَانَ لَفِي خُسْرٍ (2) Zvirokwazvo munhu akarasika |
إِلَّا الَّذِينَ آمَنُوا وَعَمِلُوا الصَّالِحَاتِ وَتَوَاصَوْا بِالْحَقِّ وَتَوَاصَوْا بِالصَّبْرِ (3) Kusara kweavo vanotenda (muhumwechete hwaAllah), uye vachiita mabasa akanaka, uye vachikurudzirana chokwadi (kuita mabasa akanaka akatarwa naAllah nekusiya akaipa), uye vachikurudzirana kuva netariro (kutsungirira kubva kumatambudziko anovawana munzira yaAllah) |