×

Kusara kweavo vanotenda (muhumwechete hwaAllah), uye vachiita mabasa akanaka, uye vachikurudzirana chokwadi 103:3 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-‘Asr ⮕ (103:3) ayat 3 in Shona

103:3 Surah Al-‘Asr ayat 3 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-‘Asr ayat 3 - العَصر - Page - Juz 30

﴿إِلَّا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ وَتَوَاصَوۡاْ بِٱلۡحَقِّ وَتَوَاصَوۡاْ بِٱلصَّبۡرِ ﴾
[العَصر: 3]

Kusara kweavo vanotenda (muhumwechete hwaAllah), uye vachiita mabasa akanaka, uye vachikurudzirana chokwadi (kuita mabasa akanaka akatarwa naAllah nekusiya akaipa), uye vachikurudzirana kuva netariro (kutsungirira kubva kumatambudziko anovawana munzira yaAllah)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إلا الذين آمنوا وعملوا الصالحات وتواصوا بالحق وتواصوا بالصبر, باللغة الشونا

﴿إلا الذين آمنوا وعملوا الصالحات وتواصوا بالحق وتواصوا بالصبر﴾ [العَصر: 3]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek