القرآن باللغة الشونا - سورة الهُمَزَة مترجمة إلى اللغة الشونا، Surah Humazah in Shona. نوفر ترجمة دقيقة سورة الهُمَزَة باللغة الشونا - Shona, الآيات 9 - رقم السورة 104 - الصفحة 601.
وَيْلٌ لِّكُلِّ هُمَزَةٍ لُّمَزَةٍ (1) Matambudziko kune wese anonyepera vamwe uye anonyeya |
الَّذِي جَمَعَ مَالًا وَعَدَّدَهُ (2) Uyo akaunganidza hupfumi uye akahuverenga |
يَحْسَبُ أَنَّ مَالَهُ أَخْلَدَهُ (3) Anofunga kuti hupfumi hwake huchamuita kuti agare nokusingaperi |
كَلَّا ۖ لَيُنبَذَنَّ فِي الْحُطَمَةِ (4) Kwete! Achakandwa mumoto unoparadza |
وَمَا أَدْرَاكَ مَا الْحُطَمَةُ (5) Uye chii chichaita kuti uzive kuiti moto unoparadza chii |
نَارُ اللَّهِ الْمُوقَدَةُ (6) Moto waAllah wakatungidzwa |
الَّتِي تَطَّلِعُ عَلَى الْأَفْئِدَةِ (7) Uyo unopisa pamusoro pemoyo |
إِنَّهَا عَلَيْهِم مُّؤْصَدَةٌ (8) Zvirokwazvo, uchavharwa pamusoro pavo |
فِي عَمَدٍ مُّمَدَّدَةٍ (9) Mumitsigo yakatambanudzwa (kuti vacharangwa mumoto une mitsigo) |