×

Kunze kweavo vanokumbira ruregerero uye voita mabasa akanaka, uyezve vobuditsa pachena (chokwadi 2:160 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:160) ayat 160 in Shona

2:160 Surah Al-Baqarah ayat 160 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 160 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿إِلَّا ٱلَّذِينَ تَابُواْ وَأَصۡلَحُواْ وَبَيَّنُواْ فَأُوْلَٰٓئِكَ أَتُوبُ عَلَيۡهِمۡ وَأَنَا ٱلتَّوَّابُ ٱلرَّحِيمُ ﴾
[البَقَرَة: 160]

Kunze kweavo vanokumbira ruregerero uye voita mabasa akanaka, uyezve vobuditsa pachena (chokwadi chavakaviga), ava ndichatambira kukumbira kwavo ruregerero. Uye ndini ndinogamuchira ruregerero (kureurura) zvikuru, ane tsitsi zhinji

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إلا الذين تابوا وأصلحوا وبينوا فأولئك أتوب عليهم وأنا التواب الرحيم, باللغة الشونا

﴿إلا الذين تابوا وأصلحوا وبينوا فأولئك أتوب عليهم وأنا التواب الرحيم﴾ [البَقَرَة: 160]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek