×

Zvirokwazvo, mhosva ingori kune avo vapfumi, asi vanokumbira kusiiwa. Vanonzwa zvakanaka kuve 9:93 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:93) ayat 93 in Shona

9:93 Surah At-Taubah ayat 93 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 93 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿۞ إِنَّمَا ٱلسَّبِيلُ عَلَى ٱلَّذِينَ يَسۡتَـٔۡذِنُونَكَ وَهُمۡ أَغۡنِيَآءُۚ رَضُواْ بِأَن يَكُونُواْ مَعَ ٱلۡخَوَالِفِ وَطَبَعَ ٱللَّهُ عَلَىٰ قُلُوبِهِمۡ فَهُمۡ لَا يَعۡلَمُونَ ﴾
[التوبَة: 93]

Zvirokwazvo, mhosva ingori kune avo vapfumi, asi vanokumbira kusiiwa. Vanonzwa zvakanaka kuve ne (vakadzi) vanosara mushure (mudzimba), uye Allah vakavhara moyo yavo (kubva kune zvose zvakanaka nekutungamirwa kwakanaka) kuitira kuti vasazive (zvavari kurasikirwa nazvo)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنما السبيل على الذين يستأذنونك وهم أغنياء رضوا بأن يكونوا مع الخوالف, باللغة الشونا

﴿إنما السبيل على الذين يستأذنونك وهم أغنياء رضوا بأن يكونوا مع الخوالف﴾ [التوبَة: 93]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek