×

Vanyengedzi, vakadzi nevarume, vanhu vamwe chete; vanokurudzira (vanhu) zvakaipa, uye vanorambidza (vanhu) 9:67 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:67) ayat 67 in Shona

9:67 Surah At-Taubah ayat 67 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 67 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿ٱلۡمُنَٰفِقُونَ وَٱلۡمُنَٰفِقَٰتُ بَعۡضُهُم مِّنۢ بَعۡضٖۚ يَأۡمُرُونَ بِٱلۡمُنكَرِ وَيَنۡهَوۡنَ عَنِ ٱلۡمَعۡرُوفِ وَيَقۡبِضُونَ أَيۡدِيَهُمۡۚ نَسُواْ ٱللَّهَ فَنَسِيَهُمۡۚ إِنَّ ٱلۡمُنَٰفِقِينَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ ﴾
[التوبَة: 67]

Vanyengedzi, vakadzi nevarume, vanhu vamwe chete; vanokurudzira (vanhu) zvakaipa, uye vanorambidza (vanhu) kuita zvakanaka, uye vanovhara maoko avo (vasingadi kupa Zvipo (Zakaah)). Vakanganwa Allah, nokudaro (Allah) vavakanganwawo. Zvirokwazvo, vanyengedzi vatadzi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: المنافقون والمنافقات بعضهم من بعض يأمرون بالمنكر وينهون عن المعروف ويقبضون أيديهم, باللغة الشونا

﴿المنافقون والمنافقات بعضهم من بعض يأمرون بالمنكر وينهون عن المعروف ويقبضون أيديهم﴾ [التوبَة: 67]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek