×

Uye pavakapinda sekurairwa kwavakange vaitwa nababa vavo, hazvina kuvavharidzira chimwe chinhu kuna 12:68 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:68) ayat 68 in Shona

12:68 Surah Yusuf ayat 68 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 68 - يُوسُف - Page - Juz 13

﴿وَلَمَّا دَخَلُواْ مِنۡ حَيۡثُ أَمَرَهُمۡ أَبُوهُم مَّا كَانَ يُغۡنِي عَنۡهُم مِّنَ ٱللَّهِ مِن شَيۡءٍ إِلَّا حَاجَةٗ فِي نَفۡسِ يَعۡقُوبَ قَضَىٰهَاۚ وَإِنَّهُۥ لَذُو عِلۡمٖ لِّمَا عَلَّمۡنَٰهُ وَلَٰكِنَّ أَكۡثَرَ ٱلنَّاسِ لَا يَعۡلَمُونَ ﴾
[يُوسُف: 68]

Uye pavakapinda sekurairwa kwavakange vaitwa nababa vavo, hazvina kuvavharidzira chimwe chinhu kuna Allah, asi chaive chido chemukati-kati chemumoyo waJakobho chaakabuditsa. Uye zvirokwazvo, akanga ane ruzivo nokuti takamudzidzisa, asi vanhu vakawanda havazive

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولما دخلوا من حيث أمرهم أبوهم ما كان يغني عنهم من الله, باللغة الشونا

﴿ولما دخلوا من حيث أمرهم أبوهم ما كان يغني عنهم من الله﴾ [يُوسُف: 68]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek