×

Uye Allah varikupa muenzaniso wedhorobha (Makkah), raigara rakachengetedzwa uye rakagadzikika, raramo yaro 16:112 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:112) ayat 112 in Shona

16:112 Surah An-Nahl ayat 112 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 112 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿وَضَرَبَ ٱللَّهُ مَثَلٗا قَرۡيَةٗ كَانَتۡ ءَامِنَةٗ مُّطۡمَئِنَّةٗ يَأۡتِيهَا رِزۡقُهَا رَغَدٗا مِّن كُلِّ مَكَانٖ فَكَفَرَتۡ بِأَنۡعُمِ ٱللَّهِ فَأَذَٰقَهَا ٱللَّهُ لِبَاسَ ٱلۡجُوعِ وَٱلۡخَوۡفِ بِمَا كَانُواْ يَصۡنَعُونَ ﴾
[النَّحل: 112]

Uye Allah varikupa muenzaniso wedhorobha (Makkah), raigara rakachengetedzwa uye rakagadzikika, raramo yaro ichiuya muhuwandu kubva kune nzvimbo dzese, asi rakaramba makomborero aAllah. Naizvozvo Allah vakaita kuti varavire nzara yakaomarara nekutya, nekuda kweizvo zvavaiita

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وضرب الله مثلا قرية كانت آمنة مطمئنة يأتيها رزقها رغدا من كل, باللغة الشونا

﴿وضرب الله مثلا قرية كانت آمنة مطمئنة يأتيها رزقها رغدا من كل﴾ [النَّحل: 112]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek