×

Uye kana akamuramba kechitatu, naizvozvo haachabvumidzwi kwaari mushure mezvo (mudzimai) kudzamara awanikwa 2:230 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:230) ayat 230 in Shona

2:230 Surah Al-Baqarah ayat 230 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 230 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿فَإِن طَلَّقَهَا فَلَا تَحِلُّ لَهُۥ مِنۢ بَعۡدُ حَتَّىٰ تَنكِحَ زَوۡجًا غَيۡرَهُۥۗ فَإِن طَلَّقَهَا فَلَا جُنَاحَ عَلَيۡهِمَآ أَن يَتَرَاجَعَآ إِن ظَنَّآ أَن يُقِيمَا حُدُودَ ٱللَّهِۗ وَتِلۡكَ حُدُودُ ٱللَّهِ يُبَيِّنُهَا لِقَوۡمٖ يَعۡلَمُونَ ﴾
[البَقَرَة: 230]

Uye kana akamuramba kechitatu, naizvozvo haachabvumidzwi kwaari mushure mezvo (mudzimai) kudzamara awanikwa neumwe murume. Kana akarambwa nemurume wechipiri, hapana chitadzo kwavari kuti vadzokerane zvakare kana vachifunga kuti vachakwanisa kutevedzera miganhu yaAllah. Iyi ndiyo miganhu yaAllah yavarikutsanangura kuvanhu avo vane ruzivo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فإن طلقها فلا تحل له من بعد حتى تنكح زوجا غيره فإن, باللغة الشونا

﴿فإن طلقها فلا تحل له من بعد حتى تنكح زوجا غيره فإن﴾ [البَقَرَة: 230]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek