×

(Zvipo) kuvarombo, avo vasingakwanisi kufamba munzira yaAllah, uye vasingakwanisi kufamba nenyika (vachishava 2:273 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:273) ayat 273 in Shona

2:273 Surah Al-Baqarah ayat 273 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 273 - البَقَرَة - Page - Juz 3

﴿لِلۡفُقَرَآءِ ٱلَّذِينَ أُحۡصِرُواْ فِي سَبِيلِ ٱللَّهِ لَا يَسۡتَطِيعُونَ ضَرۡبٗا فِي ٱلۡأَرۡضِ يَحۡسَبُهُمُ ٱلۡجَاهِلُ أَغۡنِيَآءَ مِنَ ٱلتَّعَفُّفِ تَعۡرِفُهُم بِسِيمَٰهُمۡ لَا يَسۡـَٔلُونَ ٱلنَّاسَ إِلۡحَافٗاۗ وَمَا تُنفِقُواْ مِنۡ خَيۡرٖ فَإِنَّ ٱللَّهَ بِهِۦ عَلِيمٌ ﴾
[البَقَرَة: 273]

(Zvipo) kuvarombo, avo vasingakwanisi kufamba munzira yaAllah, uye vasingakwanisi kufamba nenyika (vachishava nekushanda). Uyo munhu asingavazive, anofungidzira kuti vapfumi nekuda kwekuzvibata. Unokwanisa kuvaziva nezviratidzo zvavo, havakumbiri vanhu zvachose. Uye chipi zvacho chamunoita mune zvakanaka, zvirokwazvo, Allah vanochiziva zvikuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: للفقراء الذين أحصروا في سبيل الله لا يستطيعون ضربا في الأرض يحسبهم, باللغة الشونا

﴿للفقراء الذين أحصروا في سبيل الله لا يستطيعون ضربا في الأرض يحسبهم﴾ [البَقَرَة: 273]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek