×

Takamupindura munamato wake, uye tikamupa Yahya (Johwani), uye tikamurapira mukadzi wake (ange 21:90 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anbiya’ ⮕ (21:90) ayat 90 in Shona

21:90 Surah Al-Anbiya’ ayat 90 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anbiya’ ayat 90 - الأنبيَاء - Page - Juz 17

﴿فَٱسۡتَجَبۡنَا لَهُۥ وَوَهَبۡنَا لَهُۥ يَحۡيَىٰ وَأَصۡلَحۡنَا لَهُۥ زَوۡجَهُۥٓۚ إِنَّهُمۡ كَانُواْ يُسَٰرِعُونَ فِي ٱلۡخَيۡرَٰتِ وَيَدۡعُونَنَا رَغَبٗا وَرَهَبٗاۖ وَكَانُواْ لَنَا خَٰشِعِينَ ﴾
[الأنبيَاء: 90]

Takamupindura munamato wake, uye tikamupa Yahya (Johwani), uye tikamurapira mukadzi wake (ange achembera kuti aite mwana). Zvirokwazvo, vaimhanyidzana mukuita mabasa akanaka, uye vaitisheedza vaine zvishuwo (zvekupindurwa) uye nokutya, uye vaizvininipisa kwatiri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فاستجبنا له ووهبنا له يحيى وأصلحنا له زوجه إنهم كانوا يسارعون في, باللغة الشونا

﴿فاستجبنا له ووهبنا له يحيى وأصلحنا له زوجه إنهم كانوا يسارعون في﴾ [الأنبيَاء: 90]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek