×

Uye zvirokwazvo kubva mumhuka (mombe) mune chidzidzo kwamuri. Tinokupai kuti munwe izvo 23:21 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Mu’minun ⮕ (23:21) ayat 21 in Shona

23:21 Surah Al-Mu’minun ayat 21 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Mu’minun ayat 21 - المؤمنُون - Page - Juz 18

﴿وَإِنَّ لَكُمۡ فِي ٱلۡأَنۡعَٰمِ لَعِبۡرَةٗۖ نُّسۡقِيكُم مِّمَّا فِي بُطُونِهَا وَلَكُمۡ فِيهَا مَنَٰفِعُ كَثِيرَةٞ وَمِنۡهَا تَأۡكُلُونَ ﴾
[المؤمنُون: 21]

Uye zvirokwazvo kubva mumhuka (mombe) mune chidzidzo kwamuri. Tinokupai kuti munwe izvo zviri mumatumbu adzo (mukaka). Uye madziri mune zvizhinji zvinokubatsirai, uye kubva kwadziri munodya

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإن لكم في الأنعام لعبرة نسقيكم مما في بطونها ولكم فيها منافع, باللغة الشونا

﴿وإن لكم في الأنعام لعبرة نسقيكم مما في بطونها ولكم فيها منافع﴾ [المؤمنُون: 21]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek