×

Uye kana muchitya kuparadzana (kusawirirana) pakati pavo vaviri (murume nemukadzi), tsvagai vanoyananisa, 4:35 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:35) ayat 35 in Shona

4:35 Surah An-Nisa’ ayat 35 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 35 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿وَإِنۡ خِفۡتُمۡ شِقَاقَ بَيۡنِهِمَا فَٱبۡعَثُواْ حَكَمٗا مِّنۡ أَهۡلِهِۦ وَحَكَمٗا مِّنۡ أَهۡلِهَآ إِن يُرِيدَآ إِصۡلَٰحٗا يُوَفِّقِ ٱللَّهُ بَيۡنَهُمَآۗ إِنَّ ٱللَّهَ كَانَ عَلِيمًا خَبِيرٗا ﴾
[النِّسَاء: 35]

Uye kana muchitya kuparadzana (kusawirirana) pakati pavo vaviri (murume nemukadzi), tsvagai vanoyananisa, umwe anobva kumhuri yemurume uye umwe anobva kumhuri yemukadzi. Kana vose vakave vanoshuwira runyararo, Allah vanoita kuti wirirano ivepo. Zvirokwazvo, Allah ndivo muzivi mukuru wezvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإن خفتم شقاق بينهما فابعثوا حكما من أهله وحكما من أهلها إن, باللغة الشونا

﴿وإن خفتم شقاق بينهما فابعثوا حكما من أهله وحكما من أهلها إن﴾ [النِّسَاء: 35]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek