×

Zvirokwazvo, Allah vakaratidza mutumwa wavo (Muhammad (SAW)) chiroto chechokwadi: Kuti zvirokwazvo muchave 48:27 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Fath ⮕ (48:27) ayat 27 in Shona

48:27 Surah Al-Fath ayat 27 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Fath ayat 27 - الفَتح - Page - Juz 26

﴿لَّقَدۡ صَدَقَ ٱللَّهُ رَسُولَهُ ٱلرُّءۡيَا بِٱلۡحَقِّۖ لَتَدۡخُلُنَّ ٱلۡمَسۡجِدَ ٱلۡحَرَامَ إِن شَآءَ ٱللَّهُ ءَامِنِينَ مُحَلِّقِينَ رُءُوسَكُمۡ وَمُقَصِّرِينَ لَا تَخَافُونَۖ فَعَلِمَ مَا لَمۡ تَعۡلَمُواْ فَجَعَلَ مِن دُونِ ذَٰلِكَ فَتۡحٗا قَرِيبًا ﴾
[الفَتح: 27]

Zvirokwazvo, Allah vakaratidza mutumwa wavo (Muhammad (SAW)) chiroto chechokwadi: Kuti zvirokwazvo muchave munopinda muAl-Masjid Al-Haraam kana Allah vachida, makachengetedzeka, vamwe vaine misoro yakaveurwa vamwe vaine vhudzi rakadimburirwa, uye musingatyi. Allah vaiziva zvakange musingazivi. Nokudaro vakakupai pamberi kukunda kuri padyo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لقد صدق الله رسوله الرؤيا بالحق لتدخلن المسجد الحرام إن شاء الله, باللغة الشونا

﴿لقد صدق الله رسوله الرؤيا بالحق لتدخلن المسجد الحرام إن شاء الله﴾ [الفَتح: 27]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek