×

Apo vasingatendi vakaisa mumoyo yavo kuzvitutumadza nekuramba, kuzvitutumadza nekuramba kwemazuva ekusaziva, asi 48:26 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Fath ⮕ (48:26) ayat 26 in Shona

48:26 Surah Al-Fath ayat 26 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Fath ayat 26 - الفَتح - Page - Juz 26

﴿إِذۡ جَعَلَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ فِي قُلُوبِهِمُ ٱلۡحَمِيَّةَ حَمِيَّةَ ٱلۡجَٰهِلِيَّةِ فَأَنزَلَ ٱللَّهُ سَكِينَتَهُۥ عَلَىٰ رَسُولِهِۦ وَعَلَى ٱلۡمُؤۡمِنِينَ وَأَلۡزَمَهُمۡ كَلِمَةَ ٱلتَّقۡوَىٰ وَكَانُوٓاْ أَحَقَّ بِهَا وَأَهۡلَهَاۚ وَكَانَ ٱللَّهُ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمٗا ﴾
[الفَتح: 26]

Apo vasingatendi vakaisa mumoyo yavo kuzvitutumadza nekuramba, kuzvitutumadza nekuramba kwemazuva ekusaziva, asi Allah vakadzikisa runyararo kumutumwa wavo (Muhammad (SAW)) nevatendi avo vakaita kuti vachengetedze izwi reTaqwa (Kuti hapana chimwe chinhu chinofanirwa kunamatwa kunze kwaAllah), uye rakange rakavakodzera uye ndivo varidzi varwo. Uye Allah ndivo vanoziva zvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إذ جعل الذين كفروا في قلوبهم الحمية حمية الجاهلية فأنـزل الله سكينته, باللغة الشونا

﴿إذ جعل الذين كفروا في قلوبهم الحمية حمية الجاهلية فأنـزل الله سكينته﴾ [الفَتح: 26]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek