×

NdiAllah vakasika matenga manomwe uye nenyika yakafanana nawo (nomwe). Mutemo wavo unodzika 65:12 Shona translation

Quran infoShonaSurah AT-Talaq ⮕ (65:12) ayat 12 in Shona

65:12 Surah AT-Talaq ayat 12 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah AT-Talaq ayat 12 - الطَّلَاق - Page - Juz 28

﴿ٱللَّهُ ٱلَّذِي خَلَقَ سَبۡعَ سَمَٰوَٰتٖ وَمِنَ ٱلۡأَرۡضِ مِثۡلَهُنَّۖ يَتَنَزَّلُ ٱلۡأَمۡرُ بَيۡنَهُنَّ لِتَعۡلَمُوٓاْ أَنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ وَأَنَّ ٱللَّهَ قَدۡ أَحَاطَ بِكُلِّ شَيۡءٍ عِلۡمَۢا ﴾
[الطَّلَاق: 12]

NdiAllah vakasika matenga manomwe uye nenyika yakafanana nawo (nomwe). Mutemo wavo unodzika pakati pavo (matenga nenyika), kuitira kuti muzive kuti Allah vane simba pamusoro pezvinhu zvose, uye zvirokwazvo kuti Allah vakakomberedza zvinhu zvose neruzivo rwavo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الله الذي خلق سبع سموات ومن الأرض مثلهن يتنـزل الأمر بينهن لتعلموا, باللغة الشونا

﴿الله الذي خلق سبع سموات ومن الأرض مثلهن يتنـزل الأمر بينهن لتعلموا﴾ [الطَّلَاق: 12]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek