×

“Uye handisi kuzvisunungura pachangu (kubva kumhosva). Zvirokwazvo, moyo (munhu) unorerekera kuzvitadzo, kunze 12:53 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:53) ayat 53 in Shona

12:53 Surah Yusuf ayat 53 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 53 - يُوسُف - Page - Juz 13

﴿۞ وَمَآ أُبَرِّئُ نَفۡسِيٓۚ إِنَّ ٱلنَّفۡسَ لَأَمَّارَةُۢ بِٱلسُّوٓءِ إِلَّا مَا رَحِمَ رَبِّيٓۚ إِنَّ رَبِّي غَفُورٞ رَّحِيمٞ ﴾
[يُوسُف: 53]

“Uye handisi kuzvisunungura pachangu (kubva kumhosva). Zvirokwazvo, moyo (munhu) unorerekera kuzvitadzo, kunze kwekuti Tenzi vangu vadzikisa tsitsi dzavo (kune wavanoda). Zvirokwazvo, Tenzi vangu ndivo vane ruregerero rwose, vane nyasha zhinji.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وما أبرئ نفسي إن النفس لأمارة بالسوء إلا ما رحم ربي إن, باللغة الشونا

﴿وما أبرئ نفسي إن النفس لأمارة بالسوء إلا ما رحم ربي إن﴾ [يُوسُف: 53]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek