×

Zvirokwazvo, vakakurambidzai Al-Maitah (nyama yemhuka yafa yoga), ropa, nyama yenguruve, uye nemhuka 16:115 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:115) ayat 115 in Shona

16:115 Surah An-Nahl ayat 115 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 115 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿إِنَّمَا حَرَّمَ عَلَيۡكُمُ ٱلۡمَيۡتَةَ وَٱلدَّمَ وَلَحۡمَ ٱلۡخِنزِيرِ وَمَآ أُهِلَّ لِغَيۡرِ ٱللَّهِ بِهِۦۖ فَمَنِ ٱضۡطُرَّ غَيۡرَ بَاغٖ وَلَا عَادٖ فَإِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٞ رَّحِيمٞ ﴾
[النَّحل: 115]

Zvirokwazvo, vakakurambidzai Al-Maitah (nyama yemhuka yafa yoga), ropa, nyama yenguruve, uye nemhuka inouraiwa sechibairo kune zvimwe kunze kwaAllah (kana inouraiwa zita raAllah risina kutaurwa). Asi kana umwe ari panguva yakaoma pasina kuzviitira une kana kupfurikidza mwero, zvirokwazvo Allah vanoregerera zvikuru, vane tsitsi zhinji

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنما حرم عليكم الميتة والدم ولحم الخنـزير وما أهل لغير الله به, باللغة الشونا

﴿إنما حرم عليكم الميتة والدم ولحم الخنـزير وما أهل لغير الله به﴾ [النَّحل: 115]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek