×

Uye muchokwadi takaridzikisa (Qur’aan), uye nechokwadi rakadzika. Uye hatina kukutumira (Muhammad (SAW)) 17:105 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Isra’ ⮕ (17:105) ayat 105 in Shona

17:105 Surah Al-Isra’ ayat 105 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Isra’ ayat 105 - الإسرَاء - Page - Juz 15

﴿وَبِٱلۡحَقِّ أَنزَلۡنَٰهُ وَبِٱلۡحَقِّ نَزَلَۗ وَمَآ أَرۡسَلۡنَٰكَ إِلَّا مُبَشِّرٗا وَنَذِيرٗا ﴾
[الإسرَاء: 105]

Uye muchokwadi takaridzikisa (Qur’aan), uye nechokwadi rakadzika. Uye hatina kukutumira (Muhammad (SAW)) saani kunze kwemupi wemashoko akanaka (eParadhiso kune vanoita mabasa akanaka), uye semuyambiri (kubva kuGehena kune vanoramba Islaam)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وبالحق أنـزلناه وبالحق نـزل وما أرسلناك إلا مبشرا ونذيرا, باللغة الشونا

﴿وبالحق أنـزلناه وبالحق نـزل وما أرسلناك إلا مبشرا ونذيرا﴾ [الإسرَاء: 105]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek