×

Uye zvikanzi kwavari: “Tendai sekutenda kwakaitwa nevanhu (vateveri vaMuhammad (SAW)),” vanoti: “Tingatenda 2:13 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:13) ayat 13 in Shona

2:13 Surah Al-Baqarah ayat 13 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 13 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿وَإِذَا قِيلَ لَهُمۡ ءَامِنُواْ كَمَآ ءَامَنَ ٱلنَّاسُ قَالُوٓاْ أَنُؤۡمِنُ كَمَآ ءَامَنَ ٱلسُّفَهَآءُۗ أَلَآ إِنَّهُمۡ هُمُ ٱلسُّفَهَآءُ وَلَٰكِن لَّا يَعۡلَمُونَ ﴾
[البَقَرَة: 13]

Uye zvikanzi kwavari: “Tendai sekutenda kwakaitwa nevanhu (vateveri vaMuhammad (SAW)),” vanoti: “Tingatenda here sekutenda kwakaita vanhu vasina njere (vakapusa)?” Zvirokwazvo, ndivo vasina njere, asi havazvizivi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا قيل لهم آمنوا كما آمن الناس قالوا أنؤمن كما آمن السفهاء, باللغة الشونا

﴿وإذا قيل لهم آمنوا كما آمن الناس قالوا أنؤمن كما آمن السفهاء﴾ [البَقَرَة: 13]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek