×

Iye Musa akati: “Zvirokwazvo, (Allah) vati: ‘Imombe isina kumbopingudzwa, isingarimi kana kudiridza 2:71 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:71) ayat 71 in Shona

2:71 Surah Al-Baqarah ayat 71 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 71 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿قَالَ إِنَّهُۥ يَقُولُ إِنَّهَا بَقَرَةٞ لَّا ذَلُولٞ تُثِيرُ ٱلۡأَرۡضَ وَلَا تَسۡقِي ٱلۡحَرۡثَ مُسَلَّمَةٞ لَّا شِيَةَ فِيهَاۚ قَالُواْ ٱلۡـَٰٔنَ جِئۡتَ بِٱلۡحَقِّۚ فَذَبَحُوهَا وَمَا كَادُواْ يَفۡعَلُونَ ﴾
[البَقَرَة: 71]

Iye Musa akati: “Zvirokwazvo, (Allah) vati: ‘Imombe isina kumbopingudzwa, isingarimi kana kudiridza mapindu, yakakwana ine hutano hwakanaka isina rimwe rudzi (kunze kwe rwendarama inobwinya).’” Vakati: “Zvino wauya nechokwadi.” Nekudaro vakabva vaiuraya kunyangwe zvazvo vakange vave pedyo nokusazviita

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال إنه يقول إنها بقرة لا ذلول تثير الأرض ولا تسقي الحرث, باللغة الشونا

﴿قال إنه يقول إنها بقرة لا ذلول تثير الأرض ولا تسقي الحرث﴾ [البَقَرَة: 71]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek