×

Uye (rangarirai) Dhun-Noon (Yunus (Jonah)) apo paakabva achienda akatsamwa (munzvimbo iyo yaaiva 21:87 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anbiya’ ⮕ (21:87) ayat 87 in Shona

21:87 Surah Al-Anbiya’ ayat 87 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anbiya’ ayat 87 - الأنبيَاء - Page - Juz 17

﴿وَذَا ٱلنُّونِ إِذ ذَّهَبَ مُغَٰضِبٗا فَظَنَّ أَن لَّن نَّقۡدِرَ عَلَيۡهِ فَنَادَىٰ فِي ٱلظُّلُمَٰتِ أَن لَّآ إِلَٰهَ إِلَّآ أَنتَ سُبۡحَٰنَكَ إِنِّي كُنتُ مِنَ ٱلظَّٰلِمِينَ ﴾
[الأنبيَاء: 87]

Uye (rangarirai) Dhun-Noon (Yunus (Jonah)) apo paakabva achienda akatsamwa (munzvimbo iyo yaaiva atumirwa), uye akafunga kuti hatimubati! Akava anochema ari murima hombe (achiti): “Laa ilaaha illaa Anta (Hakuna umwe mwari anokodzera kunamatwa kunze kwenyu (Allah))! Kukudzwa ngakuve kwamuri! Zvirokwazvo ndini mutadzi.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وذا النون إذ ذهب مغاضبا فظن أن لن نقدر عليه فنادى في, باللغة الشونا

﴿وذا النون إذ ذهب مغاضبا فظن أن لن نقدر عليه فنادى في﴾ [الأنبيَاء: 87]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek