×

(Vanhu vacho) avo vanoti Allah vakarangarirwa, moyo yavo inozadzwa nekutya, uye avo 22:35 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-hajj ⮕ (22:35) ayat 35 in Shona

22:35 Surah Al-hajj ayat 35 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-hajj ayat 35 - الحج - Page - Juz 17

﴿ٱلَّذِينَ إِذَا ذُكِرَ ٱللَّهُ وَجِلَتۡ قُلُوبُهُمۡ وَٱلصَّٰبِرِينَ عَلَىٰ مَآ أَصَابَهُمۡ وَٱلۡمُقِيمِي ٱلصَّلَوٰةِ وَمِمَّا رَزَقۡنَٰهُمۡ يُنفِقُونَ ﴾
[الحج: 35]

(Vanhu vacho) avo vanoti Allah vakarangarirwa, moyo yavo inozadzwa nekutya, uye avo vanotsungirira pane izvo zvose zvinovawira, uye avo vanoita Swalaah (Munamato), uye avo vanoshandisa (munzira yaAllah) kubva kuizvo zvatakavapa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذين إذا ذكر الله وجلت قلوبهم والصابرين على ما أصابهم والمقيمي الصلاة, باللغة الشونا

﴿الذين إذا ذكر الله وجلت قلوبهم والصابرين على ما أصابهم والمقيمي الصلاة﴾ [الحج: 35]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek