×

Uye paakasvika pabvuva (tsime) reMadyan (Midian), akawana varume vaicherera zvipfuwo zvavo mvura, 28:23 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Qasas ⮕ (28:23) ayat 23 in Shona

28:23 Surah Al-Qasas ayat 23 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Qasas ayat 23 - القَصَص - Page - Juz 20

﴿وَلَمَّا وَرَدَ مَآءَ مَدۡيَنَ وَجَدَ عَلَيۡهِ أُمَّةٗ مِّنَ ٱلنَّاسِ يَسۡقُونَ وَوَجَدَ مِن دُونِهِمُ ٱمۡرَأَتَيۡنِ تَذُودَانِۖ قَالَ مَا خَطۡبُكُمَاۖ قَالَتَا لَا نَسۡقِي حَتَّىٰ يُصۡدِرَ ٱلرِّعَآءُۖ وَأَبُونَا شَيۡخٞ كَبِيرٞ ﴾
[القَصَص: 23]

Uye paakasvika pabvuva (tsime) reMadyan (Midian), akawana varume vaicherera zvipfuwo zvavo mvura, uye padivi pavo akaona vakadzi vaviri vakarindira zvipfuwo zvavo. Akati: “Chii chiri kukunetsai?” Vakati: “Hatisi kukwanisa kupa mvura zvipfuwo zvedu kusvikira vafudzi vabvisa zvavo. Uye baba vedu vakwegura.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولما ورد ماء مدين وجد عليه أمة من الناس يسقون ووجد من, باللغة الشونا

﴿ولما ورد ماء مدين وجد عليه أمة من الناس يسقون ووجد من﴾ [القَصَص: 23]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek