×

Iwe Muhammad (SAW)) usavaite kuti vakusiyise kuparidza ndima dzaAllah Tenzi kuvanhu mushure 28:87 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Qasas ⮕ (28:87) ayat 87 in Shona

28:87 Surah Al-Qasas ayat 87 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Qasas ayat 87 - القَصَص - Page - Juz 20

﴿وَلَا يَصُدُّنَّكَ عَنۡ ءَايَٰتِ ٱللَّهِ بَعۡدَ إِذۡ أُنزِلَتۡ إِلَيۡكَۖ وَٱدۡعُ إِلَىٰ رَبِّكَۖ وَلَا تَكُونَنَّ مِنَ ٱلۡمُشۡرِكِينَ ﴾
[القَصَص: 87]

Iwe Muhammad (SAW)) usavaite kuti vakusiyise kuparidza ndima dzaAllah Tenzi kuvanhu mushure mekunge dzadzikiswa kwauri; uye shevedzera vanhu kuti vatende muhumwechete hwaTenzi vako. Zvekare usave mumwe wemaMushrikoon (vanosanganisa zvimwe zvinhu naAllah pakunamata)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولا يصدنك عن آيات الله بعد إذ أنـزلت إليك وادع إلى ربك, باللغة الشونا

﴿ولا يصدنك عن آيات الله بعد إذ أنـزلت إليك وادع إلى ربك﴾ [القَصَص: 87]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek