×

Akati: “Tenzi vangu! Ndipei chiratidzo.” (Allah) vakati: “Chiratidzo chako ndechokuti uchava unorega 3:41 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:41) ayat 41 in Shona

3:41 Surah al-‘Imran ayat 41 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 41 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿قَالَ رَبِّ ٱجۡعَل لِّيٓ ءَايَةٗۖ قَالَ ءَايَتُكَ أَلَّا تُكَلِّمَ ٱلنَّاسَ ثَلَٰثَةَ أَيَّامٍ إِلَّا رَمۡزٗاۗ وَٱذۡكُر رَّبَّكَ كَثِيرٗا وَسَبِّحۡ بِٱلۡعَشِيِّ وَٱلۡإِبۡكَٰرِ ﴾
[آل عِمران: 41]

Akati: “Tenzi vangu! Ndipei chiratidzo.” (Allah) vakati: “Chiratidzo chako ndechokuti uchava unorega kutaura nevanhu kwemazuva matatu kunze nezviratidzo (kuchonya nekuninira). Uye rangarira Tenzi vako zvakanyanya, uye murumbidze munguva dzemasikati nemangwanani.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال رب اجعل لي آية قال آيتك ألا تكلم الناس ثلاثة أيام, باللغة الشونا

﴿قال رب اجعل لي آية قال آيتك ألا تكلم الناس ثلاثة أيام﴾ [آل عِمران: 41]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek