×

Pakati pevanhu veGwaro (maJudha nemaKristu) pane uyo, ukamuchengetesa Qintaar (hupfumi hwakawandisa), anohudzosera 3:75 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:75) ayat 75 in Shona

3:75 Surah al-‘Imran ayat 75 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 75 - آل عِمران - Page - Juz 3

﴿۞ وَمِنۡ أَهۡلِ ٱلۡكِتَٰبِ مَنۡ إِن تَأۡمَنۡهُ بِقِنطَارٖ يُؤَدِّهِۦٓ إِلَيۡكَ وَمِنۡهُم مَّنۡ إِن تَأۡمَنۡهُ بِدِينَارٖ لَّا يُؤَدِّهِۦٓ إِلَيۡكَ إِلَّا مَا دُمۡتَ عَلَيۡهِ قَآئِمٗاۗ ذَٰلِكَ بِأَنَّهُمۡ قَالُواْ لَيۡسَ عَلَيۡنَا فِي ٱلۡأُمِّيِّـۧنَ سَبِيلٞ وَيَقُولُونَ عَلَى ٱللَّهِ ٱلۡكَذِبَ وَهُمۡ يَعۡلَمُونَ ﴾
[آل عِمران: 75]

Pakati pevanhu veGwaro (maJudha nemaKristu) pane uyo, ukamuchengetesa Qintaar (hupfumi hwakawandisa), anohudzosera kwauri; uye pakati pavo pane uyo, ukamuchengetesa Diinaar (Ndarama 4.25g) haaidzoseri kwauri kunze kwekuti wamira-mira uchisheedzera, nekuti vanoti: “Hapana chakaipa patiri nekutora midziyo yevasina ruzivo (maArabhu).” Asi vanotaura manyepo pamusoro paAllah vachiziva

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ومن أهل الكتاب من إن تأمنه بقنطار يؤده إليك ومنهم من إن, باللغة الشونا

﴿ومن أهل الكتاب من إن تأمنه بقنطار يؤده إليك ومنهم من إن﴾ [آل عِمران: 75]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek