×

Uye kubva pazviratidzo zvavo pane kurara kwamunoita usiku uye panguva dzemasikati, uye 30:23 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ar-Rum ⮕ (30:23) ayat 23 in Shona

30:23 Surah Ar-Rum ayat 23 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ar-Rum ayat 23 - الرُّوم - Page - Juz 21

﴿وَمِنۡ ءَايَٰتِهِۦ مَنَامُكُم بِٱلَّيۡلِ وَٱلنَّهَارِ وَٱبۡتِغَآؤُكُم مِّن فَضۡلِهِۦٓۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَٰتٖ لِّقَوۡمٖ يَسۡمَعُونَ ﴾
[الرُّوم: 23]

Uye kubva pazviratidzo zvavo pane kurara kwamunoita usiku uye panguva dzemasikati, uye nekutsvaga kwenyu zvimwe zvezvipo zvavo. Zvirokwazvo, mazviri mune zviratidzo kune avo vanhu vanoteerera

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ومن آياته منامكم بالليل والنهار وابتغاؤكم من فضله إن في ذلك لآيات, باللغة الشونا

﴿ومن آياته منامكم بالليل والنهار وابتغاؤكم من فضله إن في ذلك لآيات﴾ [الرُّوم: 23]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek