×

Uye ndivo vakasika zvisikwa kwekutanga, uye vachazvisika zvekare (mushure mekuparadzwa kwazvo), uye 30:27 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ar-Rum ⮕ (30:27) ayat 27 in Shona

30:27 Surah Ar-Rum ayat 27 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ar-Rum ayat 27 - الرُّوم - Page - Juz 21

﴿وَهُوَ ٱلَّذِي يَبۡدَؤُاْ ٱلۡخَلۡقَ ثُمَّ يُعِيدُهُۥ وَهُوَ أَهۡوَنُ عَلَيۡهِۚ وَلَهُ ٱلۡمَثَلُ ٱلۡأَعۡلَىٰ فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۚ وَهُوَ ٱلۡعَزِيزُ ٱلۡحَكِيمُ ﴾
[الرُّوم: 27]

Uye ndivo vakasika zvisikwa kwekutanga, uye vachazvisika zvekare (mushure mekuparadzwa kwazvo), uye izvi zviri nyore kwavari. Ndivo vane mucherechedzo hwepamusoro mumatenga nenyika (hapana chimwe chinhu chinofanirwa kunamatwa kusara kwavo, uye hapana chakafanana navo). Uye ndivo samasimba, vane ungwaru hwese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وهو الذي يبدأ الخلق ثم يعيده وهو أهون عليه وله المثل الأعلى, باللغة الشونا

﴿وهو الذي يبدأ الخلق ثم يعيده وهو أهون عليه وله المثل الأعلى﴾ [الرُّوم: 27]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek