×

Uye takave tinokomekedza kumunhu kuti (ave nerukudzo) kuvabereki vake. Amai vake vakave 31:14 Shona translation

Quran infoShonaSurah Luqman ⮕ (31:14) ayat 14 in Shona

31:14 Surah Luqman ayat 14 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Luqman ayat 14 - لُقمَان - Page - Juz 21

﴿وَوَصَّيۡنَا ٱلۡإِنسَٰنَ بِوَٰلِدَيۡهِ حَمَلَتۡهُ أُمُّهُۥ وَهۡنًا عَلَىٰ وَهۡنٖ وَفِصَٰلُهُۥ فِي عَامَيۡنِ أَنِ ٱشۡكُرۡ لِي وَلِوَٰلِدَيۡكَ إِلَيَّ ٱلۡمَصِيرُ ﴾
[لُقمَان: 14]

Uye takave tinokomekedza kumunhu kuti (ave nerukudzo) kuvabereki vake. Amai vake vakave nekumutakura muurwere nemumatambudziko pamusoro peurwere nematambudziko, uye kumuyamwisa (nekubvisa pazamu) kwemakore maviri. Nokudaro ipai kutenda kwandiri nekuvabereki venyu. Kwandiri ndiko chete kune magumo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ووصينا الإنسان بوالديه حملته أمه وهنا على وهن وفصاله في عامين أن, باللغة الشونا

﴿ووصينا الإنسان بوالديه حملته أمه وهنا على وهن وفصاله في عامين أن﴾ [لُقمَان: 14]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek