×

Zvirokwazvo, avo vasingatendi muna Allah uye muvatumwa vavo uye vachishuwira kusiyanisa pakati 4:150 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:150) ayat 150 in Shona

4:150 Surah An-Nisa’ ayat 150 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 150 - النِّسَاء - Page - Juz 6

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ يَكۡفُرُونَ بِٱللَّهِ وَرُسُلِهِۦ وَيُرِيدُونَ أَن يُفَرِّقُواْ بَيۡنَ ٱللَّهِ وَرُسُلِهِۦ وَيَقُولُونَ نُؤۡمِنُ بِبَعۡضٖ وَنَكۡفُرُ بِبَعۡضٖ وَيُرِيدُونَ أَن يَتَّخِذُواْ بَيۡنَ ذَٰلِكَ سَبِيلًا ﴾
[النِّسَاء: 150]

Zvirokwazvo, avo vasingatendi muna Allah uye muvatumwa vavo uye vachishuwira kusiyanisa pakati paAllah nevatumwa vavo (kuburikidza nekutenda muna Allah nekusatenda mune vatumwa vavo) vachiti: “Tinotenda mune vamwe uye tinoramba vamwe,” uye vachishuwira kuwana nzira pakati pazvo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين يكفرون بالله ورسله ويريدون أن يفرقوا بين الله ورسله ويقولون, باللغة الشونا

﴿إن الذين يكفرون بالله ورسله ويريدون أن يفرقوا بين الله ورسله ويقولون﴾ [النِّسَاء: 150]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek