×

Vachati: “Tenzi wedu! Makatiita kuti tife kaviri (takange takafa kumisana yavanababa vedu 40:11 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ghafir ⮕ (40:11) ayat 11 in Shona

40:11 Surah Ghafir ayat 11 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ghafir ayat 11 - غَافِر - Page - Juz 24

﴿قَالُواْ رَبَّنَآ أَمَتَّنَا ٱثۡنَتَيۡنِ وَأَحۡيَيۡتَنَا ٱثۡنَتَيۡنِ فَٱعۡتَرَفۡنَا بِذُنُوبِنَا فَهَلۡ إِلَىٰ خُرُوجٖ مِّن سَبِيلٖ ﴾
[غَافِر: 11]

Vachati: “Tenzi wedu! Makatiita kuti tife kaviri (takange takafa kumisana yavanababa vedu uye mushure meupenyu hwedu panyika), uye makatipa upenyu kaviri (upenyu patakazvarwa uye upenyu mushure mekunge tafa)! Uye tave tinopupura zvivi zvedu. Saka pane here nzira yokubuda nayo (mumoto)?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قالوا ربنا أمتنا اثنتين وأحييتنا اثنتين فاعترفنا بذنوبنا فهل إلى خروج من, باللغة الشونا

﴿قالوا ربنا أمتنا اثنتين وأحييتنا اثنتين فاعترفنا بذنوبنا فهل إلى خروج من﴾ [غَافِر: 11]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek