×

Ndivo vakatumidzira runyararo mumoyo yevatendi kuti vagowedzera kutenda pamwe nokutenda kwavainako. Uye 48:4 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Fath ⮕ (48:4) ayat 4 in Shona

48:4 Surah Al-Fath ayat 4 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Fath ayat 4 - الفَتح - Page - Juz 26

﴿هُوَ ٱلَّذِيٓ أَنزَلَ ٱلسَّكِينَةَ فِي قُلُوبِ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ لِيَزۡدَادُوٓاْ إِيمَٰنٗا مَّعَ إِيمَٰنِهِمۡۗ وَلِلَّهِ جُنُودُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۚ وَكَانَ ٱللَّهُ عَلِيمًا حَكِيمٗا ﴾
[الفَتح: 4]

Ndivo vakatumidzira runyararo mumoyo yevatendi kuti vagowedzera kutenda pamwe nokutenda kwavainako. Uye Allah ndivo vane hukuru hwekudenga nepasi, uye Allah vanoziva zvose, vane hungwaru hwese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: هو الذي أنـزل السكينة في قلوب المؤمنين ليزدادوا إيمانا مع إيمانهم ولله, باللغة الشونا

﴿هو الذي أنـزل السكينة في قلوب المؤمنين ليزدادوا إيمانا مع إيمانهم ولله﴾ [الفَتح: 4]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek