×

Allah vachati: “Iri ndiro zuva rekuti vari muchokwadi vachave nekubatsirikana kubva muchokwadi 5:119 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ma’idah ⮕ (5:119) ayat 119 in Shona

5:119 Surah Al-Ma’idah ayat 119 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ma’idah ayat 119 - المَائدة - Page - Juz 7

﴿قَالَ ٱللَّهُ هَٰذَا يَوۡمُ يَنفَعُ ٱلصَّٰدِقِينَ صِدۡقُهُمۡۚ لَهُمۡ جَنَّٰتٞ تَجۡرِي مِن تَحۡتِهَا ٱلۡأَنۡهَٰرُ خَٰلِدِينَ فِيهَآ أَبَدٗاۖ رَّضِيَ ٱللَّهُ عَنۡهُمۡ وَرَضُواْ عَنۡهُۚ ذَٰلِكَ ٱلۡفَوۡزُ ٱلۡعَظِيمُ ﴾
[المَائدة: 119]

Allah vachati: “Iri ndiro zuva rekuti vari muchokwadi vachave nekubatsirikana kubva muchokwadi chavo. Uye vachawana mapindu ane nzizi dzinoerera pasi pawo (Paradhiso). Vachave vanopindamo zvachose. Allah vachifadzwa navo, uye ivo vachifadzwa navo (Allah). Uku ndiko kubudirira kukuru (Paradhiso)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قال الله هذا يوم ينفع الصادقين صدقهم لهم جنات تجري من تحتها, باللغة الشونا

﴿قال الله هذا يوم ينفع الصادقين صدقهم لهم جنات تجري من تحتها﴾ [المَائدة: 119]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek