×

Zvirokwazvo, ndeavo chete vanoteerera (nhaurwa yamutumwa Muhammad (SAW)) vachapindura (vachabatsirikana kubva kwadziri), 6:36 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:36) ayat 36 in Shona

6:36 Surah Al-An‘am ayat 36 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 36 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿۞ إِنَّمَا يَسۡتَجِيبُ ٱلَّذِينَ يَسۡمَعُونَۘ وَٱلۡمَوۡتَىٰ يَبۡعَثُهُمُ ٱللَّهُ ثُمَّ إِلَيۡهِ يُرۡجَعُونَ ﴾
[الأنعَام: 36]

Zvirokwazvo, ndeavo chete vanoteerera (nhaurwa yamutumwa Muhammad (SAW)) vachapindura (vachabatsirikana kubva kwadziri), asi kune avo vakafa (vasingatendi), Allah vachave vanovamutsa, uye kwavari vachave vanodzoserwa (kunopihwa mibairo yavo)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنما يستجيب الذين يسمعون والموتى يبعثهم الله ثم إليه يرجعون, باللغة الشونا

﴿إنما يستجيب الذين يسمعون والموتى يبعثهم الله ثم إليه يرجعون﴾ [الأنعَام: 36]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek