×

Uye (yeukai) boka pakati pavo parakati: “Munoparidzirei kuvanhu varikuda kuparadzwa naAllah kana 7:164 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:164) ayat 164 in Shona

7:164 Surah Al-A‘raf ayat 164 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 164 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿وَإِذۡ قَالَتۡ أُمَّةٞ مِّنۡهُمۡ لِمَ تَعِظُونَ قَوۡمًا ٱللَّهُ مُهۡلِكُهُمۡ أَوۡ مُعَذِّبُهُمۡ عَذَابٗا شَدِيدٗاۖ قَالُواْ مَعۡذِرَةً إِلَىٰ رَبِّكُمۡ وَلَعَلَّهُمۡ يَتَّقُونَ ﴾
[الأعرَاف: 164]

Uye (yeukai) boka pakati pavo parakati: “Munoparidzirei kuvanhu varikuda kuparadzwa naAllah kana kuti vavari kuda kurwadzisa nomutongo wakaomarara?” (Vaparidzi) vakati: “Kuti tive tinozvichenura pamberi paTenzi venyu, uye kuti zvimwe vangave vanotya Allah.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ قالت أمة منهم لم تعظون قوما الله مهلكهم أو معذبهم عذابا, باللغة الشونا

﴿وإذ قالت أمة منهم لم تعظون قوما الله مهلكهم أو معذبهم عذابا﴾ [الأعرَاف: 164]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek