×

Uye (rangarira) Tenzi vako pavakataura kuti vacharamba vachituma kwavari (maJudha), kusvikira zuva 7:167 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:167) ayat 167 in Shona

7:167 Surah Al-A‘raf ayat 167 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 167 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿وَإِذۡ تَأَذَّنَ رَبُّكَ لَيَبۡعَثَنَّ عَلَيۡهِمۡ إِلَىٰ يَوۡمِ ٱلۡقِيَٰمَةِ مَن يَسُومُهُمۡ سُوٓءَ ٱلۡعَذَابِۗ إِنَّ رَبَّكَ لَسَرِيعُ ٱلۡعِقَابِ وَإِنَّهُۥ لَغَفُورٞ رَّحِيمٞ ﴾
[الأعرَاف: 167]

Uye (rangarira) Tenzi vako pavakataura kuti vacharamba vachituma kwavari (maJudha), kusvikira zuva rokumutswa, avo vachavatambudza nemarwadzo akaomarara. Zvirokwazvo, Tenzi vako vanopa mutongo nokuchimbidza, uye zvirokwazvo, ndivo vanoregerera zvikuru, vane nyasha zhinji

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ تأذن ربك ليبعثن عليهم إلى يوم القيامة من يسومهم سوء العذاب, باللغة الشونا

﴿وإذ تأذن ربك ليبعثن عليهم إلى يوم القيامة من يسومهم سوء العذاب﴾ [الأعرَاف: 167]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek