×

Uye (rangarirai) apo pamakasangana (muhondo yeBadr) Allah vakavaratidza kwamuri vari vashoma mumaziso 8:44 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anfal ⮕ (8:44) ayat 44 in Shona

8:44 Surah Al-Anfal ayat 44 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anfal ayat 44 - الأنفَال - Page - Juz 10

﴿وَإِذۡ يُرِيكُمُوهُمۡ إِذِ ٱلۡتَقَيۡتُمۡ فِيٓ أَعۡيُنِكُمۡ قَلِيلٗا وَيُقَلِّلُكُمۡ فِيٓ أَعۡيُنِهِمۡ لِيَقۡضِيَ ٱللَّهُ أَمۡرٗا كَانَ مَفۡعُولٗاۗ وَإِلَى ٱللَّهِ تُرۡجَعُ ٱلۡأُمُورُ ﴾
[الأنفَال: 44]

Uye (rangarirai) apo pamakasangana (muhondo yeBadr) Allah vakavaratidza kwamuri vari vashoma mumaziso enyu, uye vakaita kuti imi muite sevashomawo mumaziso avo, kuitira kuti Allah vagopedzisa chirongwa chakanga chatotarwa (muruzivo rwavo), uye kuna Allah ndiko kunodzokera zvirongwa zvese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ يريكموهم إذ التقيتم في أعينكم قليلا ويقللكم في أعينهم ليقضي الله, باللغة الشونا

﴿وإذ يريكموهم إذ التقيتم في أعينكم قليلا ويقللكم في أعينهم ليقضي الله﴾ [الأنفَال: 44]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek