×

Torai Swadaqah (Zvipo) kubva muhupfumi hwavo kuti uvachenese uye kuti uvaite vatsvene 9:103 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:103) ayat 103 in Shona

9:103 Surah At-Taubah ayat 103 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 103 - التوبَة - Page - Juz 11

﴿خُذۡ مِنۡ أَمۡوَٰلِهِمۡ صَدَقَةٗ تُطَهِّرُهُمۡ وَتُزَكِّيهِم بِهَا وَصَلِّ عَلَيۡهِمۡۖ إِنَّ صَلَوٰتَكَ سَكَنٞ لَّهُمۡۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٌ ﴾
[التوبَة: 103]

Torai Swadaqah (Zvipo) kubva muhupfumi hwavo kuti uvachenese uye kuti uvaite vatsvene nawo, uye vaitire munamato kuna Allah. Zvirokwazvo, munamato wako inzira yokuchengetedzwa kwavo; uye Allah ndivo munzwi wezvose, muzivi wezvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: خذ من أموالهم صدقة تطهرهم وتزكيهم بها وصل عليهم إن صلاتك سكن, باللغة الشونا

﴿خذ من أموالهم صدقة تطهرهم وتزكيهم بها وصل عليهم إن صلاتك سكن﴾ [التوبَة: 103]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek