×

Avo vanokumbira ruregerero kuna Allah (kubva muhunyengedzi nekunamata vanamwari vakawanda), vanovanamata (Allah), 9:112 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:112) ayat 112 in Shona

9:112 Surah At-Taubah ayat 112 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 112 - التوبَة - Page - Juz 11

﴿ٱلتَّٰٓئِبُونَ ٱلۡعَٰبِدُونَ ٱلۡحَٰمِدُونَ ٱلسَّٰٓئِحُونَ ٱلرَّٰكِعُونَ ٱلسَّٰجِدُونَ ٱلۡأٓمِرُونَ بِٱلۡمَعۡرُوفِ وَٱلنَّاهُونَ عَنِ ٱلۡمُنكَرِ وَٱلۡحَٰفِظُونَ لِحُدُودِ ٱللَّهِۗ وَبَشِّرِ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ ﴾
[التوبَة: 112]

Avo vanokumbira ruregerero kuna Allah (kubva muhunyengedzi nekunamata vanamwari vakawanda), vanovanamata (Allah), vachivarumbidza, vachitsanya (kana kuti vanobuda) munzira yaAllah, vanokotamisa huso hwavo (vachinamata), vanopfugama, vanokurudzira (vanhu) mabasa akanaka uye vachirambidza akaipa, uye vachichengetedza mitemo yaAllah. Uye ipa shuviro yakanaka kuvatendi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: التائبون العابدون الحامدون السائحون الراكعون الساجدون الآمرون بالمعروف والناهون عن المنكر والحافظون, باللغة الشونا

﴿التائبون العابدون الحامدون السائحون الراكعون الساجدون الآمرون بالمعروف والناهون عن المنكر والحافظون﴾ [التوبَة: 112]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek